Mateu 5:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Asi ini ndinoti kwamuri, munhu wese anoramba mudzimai wake, ipo pasina upombwe* hwaitwa, anoita kuti pave nemukana wekuti mudzimai iyeye azoita upombwe, uye munhu wese anoroora mudzimai akarambwa anoita upombwe.+ Mateu 19:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Zvekuti havasisirizve vaviri, asi nyama imwe. Saka ngaparege kuva nemunhu anoparadzanisa zvasungwa pamwe chete pajoko naMwari.”+
32 Asi ini ndinoti kwamuri, munhu wese anoramba mudzimai wake, ipo pasina upombwe* hwaitwa, anoita kuti pave nemukana wekuti mudzimai iyeye azoita upombwe, uye munhu wese anoroora mudzimai akarambwa anoita upombwe.+
6 Zvekuti havasisirizve vaviri, asi nyama imwe. Saka ngaparege kuva nemunhu anoparadzanisa zvasungwa pamwe chete pajoko naMwari.”+