Mabasa 10:45 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 45 Uye vatendi* vakachecheudzwa vakanga vauya naPetro vakashamiswa, nekuti chipo chepachena chemweya mutsvene chakanga chichidururirwawo pavanhu vemamwe marudzi. Mabasa 15:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vamwe varume vakauya vachibva kuJudhiya vakatanga kudzidzisa hama vachiti: “Kana mukasachecheudzwa maererano netsika yaMozisi,+ hamuponeswi.” Mabasa 15:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Sezvo takanzwa kuti pane vamwe vanhu vakauya ikoko vachibva kuno vakakuvhiringidzai nezvavaitaura,+ vachiedza kukukanganisai, kunyange zvazvo tisina kumbovaudza kuti vadaro, VaGaratiya 5:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Inzwai! Ini Pauro, ndiri kukuudzai kuti kana mukachecheudzwa, Kristu haazovi nezvaanobatsira kwamuri.+
45 Uye vatendi* vakachecheudzwa vakanga vauya naPetro vakashamiswa, nekuti chipo chepachena chemweya mutsvene chakanga chichidururirwawo pavanhu vemamwe marudzi.
15 Vamwe varume vakauya vachibva kuJudhiya vakatanga kudzidzisa hama vachiti: “Kana mukasachecheudzwa maererano netsika yaMozisi,+ hamuponeswi.”
24 Sezvo takanzwa kuti pane vamwe vanhu vakauya ikoko vachibva kuno vakakuvhiringidzai nezvavaitaura,+ vachiedza kukukanganisai, kunyange zvazvo tisina kumbovaudza kuti vadaro,
2 Inzwai! Ini Pauro, ndiri kukuudzai kuti kana mukachecheudzwa, Kristu haazovi nezvaanobatsira kwamuri.+