-
1 VaKorinde 7:28Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
28 Asi kunyange kana ukaroora kana kuroorwa, unenge usina kutadza. Uye kana munhu asati amboroora kana kuroorwa, akaroora kana kuroorwa, anenge asina kutadza. Asi vanoita izvozvo vachava nedambudziko munyama yavo. Zvino ini ndiri kuedza kukudzivirirai.
-