-
Numeri 18:30, 31Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
30 “Uye unofanira kuti kwavari, ‘Pamunopa zvakanakisisa zvacho, zvichatorwa sekuti vaRevhi vabvisa zvibereko zvepaburiro uye zvibereko zvechisviniro chewaini kana kuti chemafuta. 31 Imi nemhuri dzenyu munogona henyu kuzvidyira chero pamunenge muri, nekuti ndiwo mubayiro wenyu webasa renyu repatende rekusanganira.+
-