RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvirevo 28:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Anofara munhu anogara akangwarira,*

      Asi wese anoomesa mwoyo wake achawira mudambudziko.+

  • Ruka 22:33, 34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Iye akabva ati kwaari: “Ishe, ndakagadzirira kuenda nemi kujeri nemurufu.”+ 34 Asi iye akati: “Petro, ndinokuudza kuti, jongwe harizoriri nhasi usati waramba katatu kuti unondiziva.”+

  • VaGaratiya 6:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Hama, kunyange kana mumwe munhu ava kurasika asingazivi, imi vakasimba pamweya edzai kururamisa munhu akadaro neunyoro.+ Asi zvichenjererei,+ nekuti nemiwo munogona kupinda pamuedzo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe