1 VaKorinde 10:32, 33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Musava zvinhu zvinogumbura kuvaJudha pamwe chete nevaGiriki neungano yaMwari,+ 33 kungofanana neni ndiri kuedza kufadza vanhu vese muzvinhu zvese, ndisingatsvagi zvinobatsira ini chete,+ asi zvinobatsira vakawanda, kuti vaponeswe.+ 1 VaKorinde 13:4, 5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Rudo+ rune mwoyo murefu+ uye rune mutsa.+ Rudo haruna godo.+ Haruzvikudzi, haruzvitutumadzi,+ 5 haruzvibati zvisina kufanira,+ harutsvagi zvakarunakira,+ harutsamwiswi.+ Haruchengeti chigumbu.*+ VaFiripi 2:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 musingangofungi zvakakunakirai chete,+ asi zvakanakirawo vamwe.+
32 Musava zvinhu zvinogumbura kuvaJudha pamwe chete nevaGiriki neungano yaMwari,+ 33 kungofanana neni ndiri kuedza kufadza vanhu vese muzvinhu zvese, ndisingatsvagi zvinobatsira ini chete,+ asi zvinobatsira vakawanda, kuti vaponeswe.+
4 Rudo+ rune mwoyo murefu+ uye rune mutsa.+ Rudo haruna godo.+ Haruzvikudzi, haruzvitutumadzi,+ 5 haruzvibati zvisina kufanira,+ harutsvagi zvakarunakira,+ harutsamwiswi.+ Haruchengeti chigumbu.*+