VaRoma 14:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka ngatichiregai kutongana,+ asi ngatiedzei kusaisa pamberi pehama chinhu chinoigumbura kana chinoitadzisa kufamba.+ 1 VaKorinde 8:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Saka kana zvekudya zvichiita kuti hama yangu igumbuke, handichazombodyi zvakare nyama, kuti ndirege kugumbura hama yangu.+ 2 VaKorinde 6:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Hatitomboiti zvinhu zvinogumbura vamwe, kuti ushumiri hwedu hurege kuwanirwa mhosva;+
13 Saka ngatichiregai kutongana,+ asi ngatiedzei kusaisa pamberi pehama chinhu chinoigumbura kana chinoitadzisa kufamba.+
13 Saka kana zvekudya zvichiita kuti hama yangu igumbuke, handichazombodyi zvakare nyama, kuti ndirege kugumbura hama yangu.+