VaRoma 14:15, 16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nekuti kana hama yako ichigumburwa nezvekudya, hausisiri kufamba maererano nerudo.+ Usaparadza uyo akafirwa naKristu nezvekudya zvako.+ 16 Saka musaita kuti zvakanaka zvamunoita zvitaurwe nezvazvo sezvakaipa. 1 VaKorinde 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Kana muchitadzira hama dzenyu saizvozvo muchikuvadza hana dzavo dzisina simba,+ muri kutadzira Kristu.
15 Nekuti kana hama yako ichigumburwa nezvekudya, hausisiri kufamba maererano nerudo.+ Usaparadza uyo akafirwa naKristu nezvekudya zvako.+ 16 Saka musaita kuti zvakanaka zvamunoita zvitaurwe nezvazvo sezvakaipa.
12 Kana muchitadzira hama dzenyu saizvozvo muchikuvadza hana dzavo dzisina simba,+ muri kutadzira Kristu.