1 VaKorinde 4:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti ndinoona sekuti Mwari akatiita kuti isu vaapostora tive vekupedzisira pakuratidzirwa sevanhu vakatongerwa rufu,+ nekuti tiri kuita setakaiswa mudariro kuti tionekwe nenyika,+ nengirozi, nevanhu.
9 Nekuti ndinoona sekuti Mwari akatiita kuti isu vaapostora tive vekupedzisira pakuratidzirwa sevanhu vakatongerwa rufu,+ nekuti tiri kuita setakaiswa mudariro kuti tionekwe nenyika,+ nengirozi, nevanhu.