VaRoma 8:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Nekuda kwenyu tiri kuswera tichiurayiwa; takanzi tiri makwai anofanira kuurayiwa.”+ 1 VaKorinde 15:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Kana ndakarwa nezvikara muEfeso+ sezvakaitwa nevamwe vanhu,* izvozvo zvinondibatsirei? Kana vakafa vasingazomutswi, “ngatidye, ngatinwe, nekuti mangwana tichafa.”+ 2 VaKorinde 6:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 asi munzira dzese tinoratidza kuti tiri vashumiri vaMwari,+ nekutsungirira kwatinoita zvinhu zvizhinji, matambudziko, kushayiwa, kuomerwa,+ 2 VaKorinde 6:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 setisingazivikanwi asi tichizivikanwa, setiri kufa* asi onai! tiri vapenyu,+ setinorangwa asi tisingaendeswi kunourayiwa,+
36 Sekunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Nekuda kwenyu tiri kuswera tichiurayiwa; takanzi tiri makwai anofanira kuurayiwa.”+
32 Kana ndakarwa nezvikara muEfeso+ sezvakaitwa nevamwe vanhu,* izvozvo zvinondibatsirei? Kana vakafa vasingazomutswi, “ngatidye, ngatinwe, nekuti mangwana tichafa.”+
4 asi munzira dzese tinoratidza kuti tiri vashumiri vaMwari,+ nekutsungirira kwatinoita zvinhu zvizhinji, matambudziko, kushayiwa, kuomerwa,+
9 setisingazivikanwi asi tichizivikanwa, setiri kufa* asi onai! tiri vapenyu,+ setinorangwa asi tisingaendeswi kunourayiwa,+