Mateu 12:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Onai! Mushumiri wangu+ wandakasarudza, wandinoda, wandakafarira!*+ Ndichaisa mweya wangu paari,+ uye achabudisa pachena kumarudzi kuti kutonga zvakarurama kuita sei. Mateu 12:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Chokwadi, marudzi achava netariro muzita rake.”+ Mabasa 4:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nekuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa vanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+
18 “Onai! Mushumiri wangu+ wandakasarudza, wandinoda, wandakafarira!*+ Ndichaisa mweya wangu paari,+ uye achabudisa pachena kumarudzi kuti kutonga zvakarurama kuita sei.
12 Uyezve, hapana mumwe angaponesa vanhu, nekuti hapana rimwe zita+ pasi pedenga rakapiwa vanhu ratinofanira kuponeswa naro.”+