RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 12:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Parudo rwenyu sehama, dananai nemwoyo wese. Pakukudzana, mumwe nemumwe wenyu ngaatange iye.+

  • VaGaratiya 6:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Rambai muchitakurirana zvinorema+ kuti muzadzise mutemo waKristu.+

  • VaEfeso 4:25
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 25 Saka sezvo makasiya unyengeri, mumwe nemumwe wenyu ngaataure chokwadi nemuvakidzani wake,+ nekuti tiri nhengo dzemuviri mumwe chete.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe