Johani 13:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Ndiri kukupai murayiro mutsva, kuti mudanane; sekukudai kwandakaita,+ imiwo dananai.+ Johani 15:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Uyu ndiwo murayiro wangu, kuti mudanane sekuda kwandakakuitai.+ 1 Johani 4:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Uye tine murayiro uyu waakatipa wekuti, munhu anoda Mwari anofanira kudawo hama yake.+