VaEfeso 4:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka hatifaniri kunge tichiri vana, tichiita setiri kukandwa kwese kwese nemasaisai uye tichitakurwa tichiiswa kuno neuko nemhepo yese yedzidziso+ dzekunyengera kwevanhu, nezvirongwa zvekunyengedza.
14 Saka hatifaniri kunge tichiri vana, tichiita setiri kukandwa kwese kwese nemasaisai uye tichitakurwa tichiiswa kuno neuko nemhepo yese yedzidziso+ dzekunyengera kwevanhu, nezvirongwa zvekunyengedza.