RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 11:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Asi ndinoda kuti muzive kuti musoro wemurume wese ndiKristu;+ uye musoro wemukadzi murume;+ uye musoro waKristu ndiMwari.+

  • VaEfeso 5:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 Madzimai ngaazviise pasi pevarume vawo+ sezvaanoita kunaShe,

  • VaKorose 3:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Imi madzimai, zviisei pasi pevarume venyu,+ sezvo zviri izvo zvakakodzera munaShe.

  • Tito 2:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 vave nepfungwa dzakanaka, vane tsika dzakachena, vanoita mabasa epamba, vakanaka, vanozviisa pasi pevarume vavo,+ kuti shoko raMwari rirege kushorwa.

  • 1 Petro 3:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Imi madzimai itaiwo saizvozvo muchizviisa pasi pevarume venyu,+ kuti kana paine vasingateereri shoko, vasvike pakuteerera pasina shoko rataurwa zvichibva pane zvinoitwa nemadzimai avo,+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe