VaHebheru 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Makaisa zvinhu zvese pasi petsoka dzake.”+ Nekuisa kwaakaita zvinhu zvese pasi pake,+ Mwari haana chaakasiya chisiri pasi pake.+ Asi iye zvino tiri kuona kuti zvinhu zvese hazvisati zvava pasi pake.+
8 Makaisa zvinhu zvese pasi petsoka dzake.”+ Nekuisa kwaakaita zvinhu zvese pasi pake,+ Mwari haana chaakasiya chisiri pasi pake.+ Asi iye zvino tiri kuona kuti zvinhu zvese hazvisati zvava pasi pake.+