RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 18:26-28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Akatanga kutaura neushingi musinagogi, uye Prisira naAkwira+ pavakamunzwa, vakamutora vakamutsanangurira nzira yaMwari zvakanyatsorurama. 27 Uye sezvo aida kuenda kuAkaya, hama dzakanyorera vadzidzi, dzichivakurudzira kuti vamugamuchire zvakanaka. Saka paakasvika ikoko, akabatsira chaizvo vaya vakanga vava vatendi nenyasha dzaMwari; 28 nekuti akanyatsoratidza pamberi pevanhu vese uye zvine simba kuti vaJudha vakanga vakarasika, achivaratidza kubva muMagwaro kuti Jesu ndiye Kristu.+

  • Mabasa 19:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Aporo+ paakanga achiri muKorinde, Pauro akapfuura nemugwagwa waipinda mukati menyika, akadzika kuEfeso.+ Ikoko akawana vadzidzi

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe