-
VaRoma 15:30-32Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
30 Iye zvino hama, ndinokukurudzirai munaShe wedu Jesu Kristu uye murudo runobva mumweya, kuti mundinyengetererewo zvakasimba kuna Mwari sezvandiri kuitawo ini,+ 31 kuti ndinunurwe+ pavanhu vasingatendi vari muJudhiya uye kuti ushumiri hwangu hwekuJerusarema hugamuchirwe nevatsvene,+ 32 kuti kana kuri kuda kwaMwari, ndisvike kwamuri ndichifara, ndozorodzwa pamwe chete nemi.
-