VaRoma 15:30 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 30 Zvino ndinokurayirai, hama, nokunaShe wedu Jesu Kristu uye norudo rwomudzimu,+ kuti muzvishandise nesimba pamwe chete neni pakunyengetera kuna Mwari nokuda kwangu,+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 15:30 Nharireyomurindi,9/15/2002, p. 53/15/2001, p. 31
30 Zvino ndinokurayirai, hama, nokunaShe wedu Jesu Kristu uye norudo rwomudzimu,+ kuti muzvishandise nesimba pamwe chete neni pakunyengetera kuna Mwari nokuda kwangu,+