Dheuteronomi 15:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 “Kana imwe yehama dzako ikava murombo pakati pako mune rimwe remaguta ako, munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako, usaomesa mwoyo kana kupfumbatira ruoko rwako kuhama yako murombo.+ Dheuteronomi 15:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Unofanira kumupa zvakawanda,+ uye haufaniri kumupa mwoyo wako uchigunun’una, nekuti izvi ndizvo zvichaita kuti Jehovha Mwari wako akomborere mabasa ako ese uye zvese zvaunoita.+
7 “Kana imwe yehama dzako ikava murombo pakati pako mune rimwe remaguta ako, munyika yauri kupiwa naJehovha Mwari wako, usaomesa mwoyo kana kupfumbatira ruoko rwako kuhama yako murombo.+
10 Unofanira kumupa zvakawanda,+ uye haufaniri kumupa mwoyo wako uchigunun’una, nekuti izvi ndizvo zvichaita kuti Jehovha Mwari wako akomborere mabasa ako ese uye zvese zvaunoita.+