Mabasa 9:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Asi Ishe akati kwaari: “Enda! nekuti kwandiri murume uyu mudziyo wakasarudzwa+ kuti aende nezita rangu kune mamwe marudzi+ nekumadzimambo nekuvanakomana vaIsraeri.+ VaGaratiya 2:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 (nekuti uya akapa Petro simba rekuti ave muapostora kune vaya vakachecheudzwa, ndiye akandipawo simba pavanhu vemamwe marudzi)+
15 Asi Ishe akati kwaari: “Enda! nekuti kwandiri murume uyu mudziyo wakasarudzwa+ kuti aende nezita rangu kune mamwe marudzi+ nekumadzimambo nekuvanakomana vaIsraeri.+
8 (nekuti uya akapa Petro simba rekuti ave muapostora kune vaya vakachecheudzwa, ndiye akandipawo simba pavanhu vemamwe marudzi)+