RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ruka 18:10-14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “Varume vaviri vakaenda kutemberi kunonyengetera, mumwe wavo ari muFarisi uye mumwe wacho ari muteresi. 11 MuFarisi wacho akamira, akatanga kunyengetera nechemumwoyo achiti, ‘Haiwa Mwari, ndinokutendai kuti handina kufanana nevamwe vanhu, makororo, vasina kururama, mhombwe, uye kunyange muteresi uyu. 12 Ndinotsanya kaviri pavhiki; ndinopa chegumi chezvinhu zvese zvandinowana.’+ 13 Asi muteresi akanga akamira nechekure asingatombodi kunyange kutarisa kudenga, achingozvirova pachipfuva achiti, ‘Haiwa Mwari, ndinzwireiwo nyasha* ini mutadzi.’+ 14 Ndinokuudzai kuti murume uyu akaenda kumba kwake anzi akarurama kupfuura muFarisi uya.+ Nekuti munhu wese anozvikwidziridza achanyadziswa, asi munhu wese anozvininipisa achakwidziridzwa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe