1 VaKorinde 4:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka musatonga+ chinhu nguva yacho isati yakwana, kusvikira Ishe auya. Achaisa pachena zvinhu zvakavanzwa murima uye achaita kuti vavariro dzemwoyo yevanhu dzizivikanwe, uye mumwe nemumwe achabva arumbidzwa naMwari.+ 2 Timoti 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ita zvese zvaunogona kuti uzvipe kuna Mwari semunhu waanofarira, mushandi asina chekunyara nacho, anobata shoko rechokwadi zvakarurama.+
5 Saka musatonga+ chinhu nguva yacho isati yakwana, kusvikira Ishe auya. Achaisa pachena zvinhu zvakavanzwa murima uye achaita kuti vavariro dzemwoyo yevanhu dzizivikanwe, uye mumwe nemumwe achabva arumbidzwa naMwari.+
15 Ita zvese zvaunogona kuti uzvipe kuna Mwari semunhu waanofarira, mushandi asina chekunyara nacho, anobata shoko rechokwadi zvakarurama.+