Zvirevo 10:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Munhu anofamba akaperera achafamba akachengeteka,+Asi munhu ane nzira dzisina kururama achazivikanwa kuti ndizvo zvaari.+ 2 VaKorinde 10:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Nekuti munhu anozvirumbidza haasi iye anofarirwa,+ asi munhu anorumbidzwa naJehovha* ndiye anofarirwa.+ 1 Timoti 5:24, 25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Zvivi zvevamwe vanhu zvinobuda pachena, zvekuti vanobva vatotongwa, asi zvevamwe zvinozoonekwa pava paya.+ 25 Mabasa akanaka anobudawo pachena+ uye aya asingakurumidzi kubuda haagoni kuramba akavanzika.+
9 Munhu anofamba akaperera achafamba akachengeteka,+Asi munhu ane nzira dzisina kururama achazivikanwa kuti ndizvo zvaari.+
18 Nekuti munhu anozvirumbidza haasi iye anofarirwa,+ asi munhu anorumbidzwa naJehovha* ndiye anofarirwa.+
24 Zvivi zvevamwe vanhu zvinobuda pachena, zvekuti vanobva vatotongwa, asi zvevamwe zvinozoonekwa pava paya.+ 25 Mabasa akanaka anobudawo pachena+ uye aya asingakurumidzi kubuda haagoni kuramba akavanzika.+