-
VaFiripi 4:15, 16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Ndingatoti, imi vaFiripi munozivawo kuti pamakatanga kudzidza mashoko akanaka, pandakabva kuMakedhoniya, hapana imwe ungano kunze kwenyu yakabatana neni panyaya yekupa nekugamuchira;+ 16 nekuti pandaiva kuTesaronika, imi makatumira zvinhu zvekundibatsira pane zvandaishayiwa, kwete kamwe chete asi kaviri.
-