2 VaKorinde 11:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Pandakanga ndiinemi, ndikashayiwa, hapana kana wandakaremedza, nekuti hama dzakabva kuMakedhoniya ndidzo dzakandipa zvese zvandaida.+ Ndaiedza kusambokuremedzai uye ndicharamba ndichidaro.+
9 Pandakanga ndiinemi, ndikashayiwa, hapana kana wandakaremedza, nekuti hama dzakabva kuMakedhoniya ndidzo dzakandipa zvese zvandaida.+ Ndaiedza kusambokuremedzai uye ndicharamba ndichidaro.+