1 VaTesaronika 5:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 uye kuti muvape rukudzo rukuru murudo nekuda kwebasa ravo.+ Garisanai nerugare.+ Jakobho 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi uchenjeri hunobva kumusoro, kutanga, hwakachena,+ uyewo hune rugare,+ hunonzwisisa,+ hunoda kuteerera, huzere netsitsi nemabasa akanaka,+ hahusaruri,+ uye hahunyengeri.+ 1 Petro 3:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ngaasiye zvakaipa+ aite zvakanaka;+ ngaatsvage rugare arutevere.+ 2 Petro 3:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka vadiwa, sezvo makamirira zvinhu izvi, itai zvese zvamunogona kuti pakupedzisira muwanikwe naye musina ruvara kana pakasviba, muine rugare.+
17 Asi uchenjeri hunobva kumusoro, kutanga, hwakachena,+ uyewo hune rugare,+ hunonzwisisa,+ hunoda kuteerera, huzere netsitsi nemabasa akanaka,+ hahusaruri,+ uye hahunyengeri.+
14 Saka vadiwa, sezvo makamirira zvinhu izvi, itai zvese zvamunogona kuti pakupedzisira muwanikwe naye musina ruvara kana pakasviba, muine rugare.+