RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaRoma 15:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Nekuti zvinhu zvese zvakanyorwa kare zvakanyorerwa kuti tirayiridzwe,+ kuti tive netariro+ inobva pakutsungirira kwedu+ uye pakunyaradza kunobva muMagwaro.

  • 2 VaTesaronika 2:16, 17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Zvakare, Ishe wedu Jesu Kristu naMwari Baba vedu, avo vakatida,+ ndokutipa nyaradzo isingaperi netariro yakanaka+ vachishandisa nyasha dzavo, 17 ngavanyaradze mwoyo yenyu vachikusimbisai pamabasa uye pamashoko ese akanaka.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe