2 VaKorinde 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Jehovha* Mweya,+ uye pane mweya waJehovha,* pane rusununguko.+ VaGaratiya 5:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti Kristu akatisunungura kuti tive nerusununguko rwakadaro. Saka mirai makasimba,+ uye musazvirega muchisungwazve pajoko reuranda.+
5 Nekuti Kristu akatisunungura kuti tive nerusununguko rwakadaro. Saka mirai makasimba,+ uye musazvirega muchisungwazve pajoko reuranda.+