Mabasa 7:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Uyu ndiye akanga ari pakati peungano murenje nengirozi+ iya yakataura naye+ paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene mapenyu kuti atipe.+ Mabasa 7:53 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 53 imi vakagamuchira Mutemo pachishandiswa ngirozi+ mukasauchengeta.” VaHebheru 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Nekuti kana shoko rakataurwa pachishandiswa ngirozi+ rakazoratidza kuti nderechokwadi, uye kudarika kwese nekusateerera kwese kwakawana chirango maererano nekutonga kwakarurama,+
38 Uyu ndiye akanga ari pakati peungano murenje nengirozi+ iya yakataura naye+ paGomo reSinai nemadzitateguru edu, uye akagamuchira mashoko matsvene mapenyu kuti atipe.+
2 Nekuti kana shoko rakataurwa pachishandiswa ngirozi+ rakazoratidza kuti nderechokwadi, uye kudarika kwese nekusateerera kwese kwakawana chirango maererano nekutonga kwakarurama,+