VaRoma 13:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Asi pfekai Ishe Jesu Kristu,+ uye musaita zvekuronga kugutsa kuchiva kwenyama.+ VaEfeso 4:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 uye munofanira kupfeka unhu hutsva+ hwakasikwa maererano nekuda kwaMwari mukururama kwechokwadi nekuvimbika.
24 uye munofanira kupfeka unhu hutsva+ hwakasikwa maererano nekuda kwaMwari mukururama kwechokwadi nekuvimbika.