1 VaKorinde 11:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nditevedzerei sekutevedzera kwandinoita Kristu.+ VaGaratiya 3:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Nekuti imi mese makabhabhatidzwa muna Kristu, makapfeka Kristu.+ VaEfeso 4:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 uye munofanira kupfeka unhu hutsva+ hwakasikwa maererano nekuda kwaMwari mukururama kwechokwadi nekuvimbika.
24 uye munofanira kupfeka unhu hutsva+ hwakasikwa maererano nekuda kwaMwari mukururama kwechokwadi nekuvimbika.