VaKorose 1:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Ndokusaka isuwo kubvira pazuva ratakanzwa nezvazvo, tisina kumborega kukunyengetererai+ uye kukumbira kuti muzadzwe neruzivo rwakarurama+ pamusoro pekuda kwake muuchenjeri hwese nemukunzwisisa zvinhu zvemweya,+ 1 Timoti 2:3, 4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Izvi zvakanaka uye zvinogamuchirika pamberi peMuponesi wedu, Mwari,+ 4 uyo anoda kuti vanhu vakasiyana-siyana vaponeswe+ uye vasvike pakuva neruzivo rwakarurama pamusoro pechokwadi.
9 Ndokusaka isuwo kubvira pazuva ratakanzwa nezvazvo, tisina kumborega kukunyengetererai+ uye kukumbira kuti muzadzwe neruzivo rwakarurama+ pamusoro pekuda kwake muuchenjeri hwese nemukunzwisisa zvinhu zvemweya,+
3 Izvi zvakanaka uye zvinogamuchirika pamberi peMuponesi wedu, Mwari,+ 4 uyo anoda kuti vanhu vakasiyana-siyana vaponeswe+ uye vasvike pakuva neruzivo rwakarurama pamusoro pechokwadi.