2 Timoti 4:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Asi ndatuma Tikiko+ kuEfeso. Tito 3:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Pandichatuma Atemasi kana Tikiko+ kwauri, ita zvese zvaunogona kuti uuye tionane kuNikoporisi, nekuti ndiko kwandichange ndiri mwaka wese wechando.
12 Pandichatuma Atemasi kana Tikiko+ kwauri, ita zvese zvaunogona kuti uuye tionane kuNikoporisi, nekuti ndiko kwandichange ndiri mwaka wese wechando.