Mabasa 20:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Varume vaifamba naye ndiSopata mwanakomana waPairasi wekuBheriya, Aristako+ naSekundo vekuTesaronika, naGayo wekuDhebhe, naTimoti,+ nevamwe vaibva kunharaunda yeEzhiya, Tikiko+ naTrofimo.+ VaEfeso 6:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Kuti muzivewo nezvangu, uye kuti ndakadii, Tikiko,+ hama inodiwa uye mushumiri akatendeka munaShe, achakuudzai zvese.+ 2 Timoti 4:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Asi ndatuma Tikiko+ kuEfeso.
4 Varume vaifamba naye ndiSopata mwanakomana waPairasi wekuBheriya, Aristako+ naSekundo vekuTesaronika, naGayo wekuDhebhe, naTimoti,+ nevamwe vaibva kunharaunda yeEzhiya, Tikiko+ naTrofimo.+
21 Kuti muzivewo nezvangu, uye kuti ndakadii, Tikiko,+ hama inodiwa uye mushumiri akatendeka munaShe, achakuudzai zvese.+