Mateu 28:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Jesu akaswedera pedyo navo akati kwavari: “Ndakapiwa masimba ese kudenga nepanyika.+ VaEfeso 5:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 nekuti murume ndiye musoro wemudzimai wake,+ sezvo Kristu ari iye musoro weungano,+ ari iye muponesi wemuviri uyu. VaKorose 1:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 uye ndiye musoro wemuviri, iyo ungano.+ Ndiye wekutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wekutanga muzvinhu zvese;
23 nekuti murume ndiye musoro wemudzimai wake,+ sezvo Kristu ari iye musoro weungano,+ ari iye muponesi wemuviri uyu.
18 uye ndiye musoro wemuviri, iyo ungano.+ Ndiye wekutanga, dangwe kubva kuvakafa,+ kuti ave wekutanga muzvinhu zvese;