VaRoma 12:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Uye regai kusiya nyika ino ichikuumbai,* asi pfungwa dzenyu ngadzishandurwe,+ kuti muve vatsva, muzive mega+ kuda kwaMwari kwakanaka, kwaanogamuchira uye kwakakwana. VaEfeso 4:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Saka izvi ndizvo zvandinotaura uye zvandinopupurira munaShe, kuti hamufaniri kuramba muchifamba semafambiro anoita mamwe marudzi,+ anofamba muupenzi hwepfungwa dzawo.+
2 Uye regai kusiya nyika ino ichikuumbai,* asi pfungwa dzenyu ngadzishandurwe,+ kuti muve vatsva, muzive mega+ kuda kwaMwari kwakanaka, kwaanogamuchira uye kwakakwana.
17 Saka izvi ndizvo zvandinotaura uye zvandinopupurira munaShe, kuti hamufaniri kuramba muchifamba semafambiro anoita mamwe marudzi,+ anofamba muupenzi hwepfungwa dzawo.+