1 Timoti 3:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 kuitira kuti kana ndikanonoka, uzive kuti unofanira kuzvibata sei muimba yaMwari,+ ungano yaMwari mupenyu, mbiru nefaundesheni inotsigira chokwadi. VaHebheru 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 asi Kristu akanga akatendeka semwanakomana+ pakutungamirira zvinhu muimba yaMwari. Isu tiri imba yake+ ndokunge tabatisisa rusununguko rwedu rwekutaura uye tariro yatinozvirumbidza nayo kusvikira kumagumo.
15 kuitira kuti kana ndikanonoka, uzive kuti unofanira kuzvibata sei muimba yaMwari,+ ungano yaMwari mupenyu, mbiru nefaundesheni inotsigira chokwadi.
6 asi Kristu akanga akatendeka semwanakomana+ pakutungamirira zvinhu muimba yaMwari. Isu tiri imba yake+ ndokunge tabatisisa rusununguko rwedu rwekutaura uye tariro yatinozvirumbidza nayo kusvikira kumagumo.