9 paakaita kuti tizive chakavanzika chitsvene+ chekuda kwake. Zvaimufadza iye pachake kuti ave nechinangwa 10 chekuva neurongwa hwekuti kana nguva yaakasarudza yanyatsokwana, aunganidze zvinhu zvese muna Kristu, zvinhu zviri kudenga nezvinhu zviri panyika.+ Aunganidzire maari iye