RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • VaFiripi 2:9, 10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Nechikonzero ichi, Mwari akamukwidziridza pachinzvimbo chepamusoro,+ akamuratidza mutsa nekumupa zita rinopfuura mamwe mazita ese,+ 10 kuti muzita raJesu mabvi ese apfugame, evaya vari kudenga nevaya vari panyika nevaya vari pasi pevhu,+

  • VaKorose 1:19, 20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 nekuti Mwari akafadzwa nekuita kuti kuzara kwese kugare maari,+ 20 uye kuti amushandise kuyanana nezvimwe zvinhu zvese+ nekuita kuti ave nerugare nazvo kuburikidza neropa+ raakadeura padanda rekutambudzirwa,* zvingava zvinhu zviri panyika kana zvinhu zviri kudenga.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe