2 VaKorinde 9:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Zvakare, Mwari anokwanisa kuita kuti nyasha dzake dziwande kwamuri, kuti mugare musina chamunoshayiwa pazvinhu zvese zvamunoda, muine zvakawanda pamabasa ese akanaka.+
8 Zvakare, Mwari anokwanisa kuita kuti nyasha dzake dziwande kwamuri, kuti mugare musina chamunoshayiwa pazvinhu zvese zvamunoda, muine zvakawanda pamabasa ese akanaka.+