RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 20:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Izvi hazvifaniri kudaro pakati penyu;+ asi munhu wese anoda kuva mukuru pakati penyu anofanira kuva mushumiri wenyu,+

  • Mako 9:35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Saka akagara pasi, akashevedza vane Gumi Nevaviri, akati kwavari: “Kana munhu achida kuva wekutanga, anofanira kuva wekupedzisira pane vamwe vese nemushumiri wevamwe vese.”+

  • Ruka 22:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Asi imi hamufaniri kudaro.+ Mukuru pakati penyu anofanira kuva semudiki pane vese,+ uye uya ari kutungamirira anofanira kushandira vamwe.*

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe