Johani 10:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Baba vanondida+ nekuti ndinopa upenyu hwangu,*+ kuti ndihugamuchirezve. VaHebheru 2:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi tiri kuona Jesu, uyo akanga aitwa kuti ati dererei pane ngirozi,+ apfekedzwa korona yekubwinya nekukudzwa nekuti iye akafa,+ kuti nenyasha dzaMwari aravire rufu nekuda kwemunhu wese.+ VaHebheru 5:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kunyange zvazvo aiva mwanakomana, akadzidza kuteerera pamatambudziko aakasangana nawo.+
9 Asi tiri kuona Jesu, uyo akanga aitwa kuti ati dererei pane ngirozi,+ apfekedzwa korona yekubwinya nekukudzwa nekuti iye akafa,+ kuti nenyasha dzaMwari aravire rufu nekuda kwemunhu wese.+