Johani 5:22, 23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Nekuti Baba havatombotongi munhu, asi vakapa Mwanakomana basa rese rekutonga,+ 23 kuti vese vakudze Mwanakomana sekukudza kwavanoita Baba. Munhu wese asingakudzi Mwanakomana haakudzi Baba vakamutuma.+
22 Nekuti Baba havatombotongi munhu, asi vakapa Mwanakomana basa rese rekutonga,+ 23 kuti vese vakudze Mwanakomana sekukudza kwavanoita Baba. Munhu wese asingakudzi Mwanakomana haakudzi Baba vakamutuma.+