12 Nekuti shoko raMwari ibenyu uye rine simba,+ rakapinza kupfuura bakatwa rinocheka nekwese+ uye rinobaya kusvika panoparadzana mweya nemwoyo, uye panosangana mapfupa nemwongo yawo, uye rinokwanisa kunzwisisa pfungwa dzemunhu uye zviri kudiwa nemwoyo wake.