2 VaKorinde 13:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Hama dzangu regai ndipedzise nekuti rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara muine rugare;+ uye Mwari werudo newerugare+ achava nemi. VaFiripi 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Garai muchifara munaShe. Ndinoti zvakare, Farai!+ 1 VaTesaronika 5:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Garai muchifara.+
11 Hama dzangu regai ndipedzise nekuti rambai muchifara, muchiruramiswa, muchinyaradzwa,+ muchibvumirana pakufunga,+ muchigara muine rugare;+ uye Mwari werudo newerugare+ achava nemi.