Johani 18:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Jesu akapindura kuti:+ “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino.+ Dai Umambo hwangu hwaiva hwenyika ino, vateveri vangu vangadai varwa kuti vaJudha varege kundisunga.+ Asi zviripo ndezvekuti, Umambo hwangu hahubvi panyika ino.” VaEfeso 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uyezve akatimutsa pamwe chete akatigarisa pamwe chete munzvimbo dzekudenga tiri pamwe naKristu Jesu,+ VaKorose 3:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Asi kana makamutswa pamwe chete naKristu,+ rambai muchitsvaga zvinhu zviri kumusoro, kuna Kristu agere kuruoko rwerudyi rwaMwari.+
36 Jesu akapindura kuti:+ “Umambo hwangu hahusi hwenyika ino.+ Dai Umambo hwangu hwaiva hwenyika ino, vateveri vangu vangadai varwa kuti vaJudha varege kundisunga.+ Asi zviripo ndezvekuti, Umambo hwangu hahubvi panyika ino.”
6 Uyezve akatimutsa pamwe chete akatigarisa pamwe chete munzvimbo dzekudenga tiri pamwe naKristu Jesu,+
3 Asi kana makamutswa pamwe chete naKristu,+ rambai muchitsvaga zvinhu zviri kumusoro, kuna Kristu agere kuruoko rwerudyi rwaMwari.+