Tito 3:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 vasataure zvakaipa nezvevamwe vanhu, vasapopotedzane, asi vave vanhu vanonzwisisa,+ vachinyatsoratidza unyoro kuvanhu vese.+ Jakobho 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Asi uchenjeri hunobva kumusoro, kutanga, hwakachena,+ uyewo hune rugare,+ hunonzwisisa,+ hunoda kuteerera, huzere netsitsi nemabasa akanaka,+ hahusaruri,+ uye hahunyengeri.+
2 vasataure zvakaipa nezvevamwe vanhu, vasapopotedzane, asi vave vanhu vanonzwisisa,+ vachinyatsoratidza unyoro kuvanhu vese.+
17 Asi uchenjeri hunobva kumusoro, kutanga, hwakachena,+ uyewo hune rugare,+ hunonzwisisa,+ hunoda kuteerera, huzere netsitsi nemabasa akanaka,+ hahusaruri,+ uye hahunyengeri.+