24 Nekuti muranda waShe haafaniri kukakavara, asi anofanira kuva munyoro kuvanhu vese,+ anokwanisa kudzidzisa, anozvidzora kana akatadzirwa,+ 25 anorayiridza neunyoro vaya vasingabvumi zvaanodzidzisa.+ Zvimwe Mwari anogona kuita kuti vapfidze zvivi zvavo, vowana ruzivo rwakarurama rwechokwadi,+