1 Johani 5:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 nekuti munhu wese akaberekwa naMwari anokunda nyika.+ Uye takakunda nyika nekutenda kwedu.+ Zvakazarurwa 3:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Ndichaita kuti anokunda+ agare neni pachigaro changu cheumambo,+ sezvandakaita pandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo cheumambo.
21 Ndichaita kuti anokunda+ agare neni pachigaro changu cheumambo,+ sezvandakaita pandakakunda ndikagara+ naBaba vangu pachigaro chavo cheumambo.